Below is a leaked letter submitted to the Commisssioner General of Police in which junior cops raise damning sexual abuse allegations against Harare traffic dispol. superintendent Mahwite.

“COMMISSIONER GENERAL OF POLICE.

Sir, we have written this letter as a group of non commissioned officers in the ZRP to let know of the following serious misconduct by our Harare traffic dispol superintendent Mahwite.

vanoshevedza female officers mu office navo. Vanobva vagare padhuze newe vachiita kuti his legs come in conduct with that lady’s legs as well. He selects those he posts on dispols guard whom he calls to his office and closes the door.

Vanotirovarova mapendekete vachitaura zvekuti Ivo vakadzidza kudarika mapurisa mazhinji izvo zvisina basa nesu. Izvozvi tavekutya kushevedzwa mu office navo tichityira kubatwa batwa Miviri yedu. Kana muchida chokwadi, ask any female officer from ZRP Harare traffic, anokuudzai chokwadi. We are having domestic disputes with our husbands.

Tichiwedzera ipapo, kana vave kuenda kumba vanoda kuperekedzwa female police officers vachipota vachimira nesu pane Rima. Then he starts talking romantic words. Pliz sir help us ZRP female officers who are being victimized. Totyira kuti vanogona kunge vane mubobobo


Chechi two, vakuru ava vane zvikwata zvekuba nazvo mari zvinobata makombi (commuter ominibuses) vachipinza mu harare central yard yozoburitswa after the driver has paid US$100 per vehicle.

He has 3 teams one herded by Asst insp makarutse, another by Sgt chadzinga and the third- by Cst mugazi. Per day they arrest 15-25 Kombis. This man has fuelled corruption in the traffic section. The Kombis are not taken to council or VID. Pliz sir, help us.”